Mabhi eChivanhu a /x/ |
---|
| Mabhii ekudzvanya | X | Xh | Xw | | Mabhii ekuhhora | Ẋ | Ẋẋ (kġ) | Ẋw (kġw) |
|
|
X (ridoko "x"; zita raro ndiXa) ibhii reChishona, uye ibhiihwaro[C 1] rinoshandiswa kuvumba mamwematarabhii[C 2]. X chinzvanyira chiri mumurondedzwa wemabhiihwaro ekudzvanya[C 3] mumitauro zhinji inowanikwa muAfurika, uye kumitauro ye Chivanhu rinowanikwa kuChindau ne mitauronyina yeChikaranga. Rinoteverwa naX.
X anowanikwa sebhii rekuhhora[C 4], apo rinonyorwa zvakasiyana kuti pasakanganisike, saka x anonyorwa saẋ / kġ.
Nekuda kwe kugadzirwa kweStandadhi Shona mabhii mazhinji anowanikwa mumitauro imwe haanyorwo sezvaanonzwika. Sengedhla- kuChikaranga, uye zve /ẋa/, iri harisi bhii rekudzvanya asi rekuhhora, kuti risiyaniswe ne /ẋa/ wekudzvanywa ringanyorwa futi sa /kġa/, do raiswa pamosoro pa /x/ raiswa kuti tikwanise kusiyanisa /xa/ wekudzvanya unowanikwa muChindau (nemitauronyina ye Chikaranga) - uye ndiwo manyorerwo ebhii iri kumimwemitauro ye Chibantu sengeChisutu.
Senge:
- xhosa
- ẋhosa/kġosa
Mienzaniso a ẋa / kġa
- hẋada, kġada - iekspresheni rinoshandiswa munhu ashamiswa zve, kana kureva kwete.
- ẋa/kġe - pachayo anoshandiswa wo
- hẋede, kġede - ishoko rinoshandiswa munhu ashamiswa.
- ẋe/kġe - pachayo anoshandiswa
- pẋanya, pkġanya - mhando yapwanya.
- ẋarani, kġarani - senge kutiharani.
Mashoko akabva kuChingezi anowanikwa kuChishona anoshandisa 'x', anoshandurwa kuva na /sh/, /ks/ kana /s/.
ks, anowanikwa muChishona pachinonyorwa nekuda kwe unyope, sengekseni (kurevakuseni), kanaksasa (kurevakusasa) uye kanajekseni (kurevajekiseni).
- oxygen - oksijeni
- axial - akiso, aksiya
- ↑base letter., base consonant., kurevabhiihwaro
- ↑digraph., digraphs., kurevatarabhii (ushoma);matarabhii (uwandu)
- ↑aspirated; of letters., mashoko anowedzerwa 'ha' kana anonzwikwa sokufemererwa.
- ↑guttural letter., mabhi ekuhhora
- ↑Q ibhii rekudzvanya rinowanikwa uye rinoshandiswa muChindau., ndiwo wega mutauro weChivanhu unozivikanwa uchishandisaQ parizvino.
- ↑Nc ibhii rekudzvanya rinowanikwa uye rinoshandiswa muChindau., ndiwo wega mutauro weChivanhu unozivikanwa uchishandisa Nc parizvino.
- ↑Nx ibhii rekudzvanya rinowanikwa uye rinoshandiswa muChindau., ndiwo wega mutauro weChivanhu unozivikanwa uchishandisaNx parizvino.
- ↑Nq ibhii rekudzvanya rinowanikwa uye rinoshandiswa muChindau., ndiwo wega mutauro weChivanhu unozivikanwa uchishandisaNq parizvino.
- ↑Gc ibhii rekudzvanya rinowanikwa uye rinoshandiswa muChindau., ndiwo wega mutauro weChivanhu unozivikanwa uchishandisaGc parizvino.
- ↑Gq ibhii rekudzvanya rinowanikwa uye rinoshandiswa muChindau., ndiwo wega mutauro weChivanhu unozivikanwa uchishandisaGq parizvino.
- ↑N'c (rinowanikwa kuChinguni saNgc) ibhii rekudzvanya rinowanikwa uye rinoshandiswa muChindau., ndiwo wega mutauro weChivanhu unozivikanwa uchishandisa N'c parizvino.
- ↑N'x (rinowanikwa kuChinguni saNgx) ibhii rekudzvanya rinowanikwa uye rinoshandiswa muChindau., ndiwo wega mutauro weChivanhu unozivikanwa uchishandisaN'x parizvino.
- ↑N'q (rinowanikwa kuChinguni saNgq) ibhii rekudzvanya rinowanikwa uye rinoshandiswa muChindau., ndiwo wega mutauro weChivanhu unozivikanwa uchishandisaN'q parizvino.
- ↑Gx ibhii rekudzvanya rinowanikwa uye rinoshandiswa muChindau., ndiwo wega mutauro weChivanhu unozivikanwa uchishandisaGx parizvino.
- ↑Qx ibhii rekudzvanya rinowanikwa uye rinoshandiswa muChindau., ndiwo wega mutauro weChivanhu unozivikanwa uchishandisaQx parizvino.
- ↑Kl, rakatorwa kubva kuChingezi, rinowanikwa mumashoko ekutorazve.
- ↑Kr, ibhii rakatorwa kubva kuChingezi., rinowanikwa mumashoko ekutorazve, sengeKristu.