Movatterモバイル変換


[0]ホーム

URL:


Svetuka kuchirochemo
Wikipedia
Tsvaga

Vurundi

Kubva Wikipedia
Rudhende rwe Vurundi
National motto: Unite, Travail, Progres
Burundi

Vurundi (kurevaBurundi) kanaUburundi pachihofisi ichinziRudhende rwe Vurundi inyika rekuNyanza Huru riri kuchamhembe kwakadziva kumabvazuva kweAfurika. Vurundi yakakomberedzwa nenyika dzinoti:Rwanda kumaodzanyemba;Tanzania kumabvazuva nekuchamhembe neUtemabanze we Rudhende rwe Vukongo kumadokero. Kuyangwe zvazvo Vurundinyika yakakomberedzwa nematunhu chikamu chikuru chenyika iyi chinoganhurana neNyanza Tanganyika. Gutaguru reVurundi rinonziBujumbura.

Mumwe yemutauro wenyika uyu unonziChirundi une mashoko anoda kunofanana ne Chishona akati wande. Nyika iyi ine mhuri zhinji dzine zita remhuri rokutiMugabe.

v · d · m
Afurika
Afurika ChamhembeAngolaArujeriyaBheniniBhurukina FasoChadhiEriteriyaEswatiniGabhoniGambiaGhanaGhiniGhini-VisawuGhini YomutsazanisiIjipitaItopiyaJibhutiKabho VheriteKameruniKenyaKomoriKote Dhi VhwaMaariMalawiMatagadzikwaMazambukoMorishasiMoritaniMorokoNaijeriyaNamibhiyaNayizheRibheriyaRibhiyaRudhende rwe Afurika YepakatiRudhende rwe VukongoRwandaSao Tome ne PurinzipeSenegariSeyisheriSiera-LeyoniSomariyaSudhaniSudhani ChamhembeTanzaniaTogoTunisiaUtemabanze we Rudhende rwe VukongoVugandaVurundiVusutuVutswanaZambiaZimbabwe

Utemabanze we Rudhende rweVuarabhu rweSaharawiSomarirandi

Mavuso anozivikanwa zvishoma

(Speini)Canary Islands /Ceuta /Melilla • (Putugaro)Madeira • (Furanzi)Mayotte /Réunion • (United Kingdom)Saint Helena /Ascension Island /Tristan da CunhaSahara ye Madokero

Zvisi ne Materitori ekunze
Nyukura kubva ku "https://sn.wikipedia.org/w/index.php?title=Vurundi&oldid=103755"
Mipanguro:

[8]ページ先頭

©2009-2025 Movatter.jp