Movatterモバイル変換


[0]ホーム

URL:


Svetuka kuchirochemo
Wikipedia
Tsvaga

Mwana

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuVana)
Mwana
Vana

Mwana (Nge. Child) kanan'wana izwi rinoreva vanu vakazvarwa naBaba naMai. Rinoshandiswazve kureva vanhu vachiri vadiki vari pasi pezera remakore gumi nemanomwe (18). Takatarisana nevanhu vana vanotarisirwa kuti vange vachiri pasi pehutongi hwevabereki vavo, vachichengetwa nekutungamirwa nevabereki vavo. Zera rokunge vanhu vachinzi vana rinosiyana nokusiyana kunoita:tsika, nyika,rudzi,chitendero, zvichingodaro.

Kuchitendero chechiJudah munhu anoyaruka kunzi akura avamurume kana kutimukadzi pamakore gumi nematatu (13) ekuberekwa; panguva iyi panoitwamabiko anonzi barmitzvah kana kuti batmitzvah.

Uzhinji we shokoro rokuti mwana ndiVana kanaWana.

Mamwe Mazwi

[chinjirudza |chinjirudza mabviro]
  • Hwana (childhood; characteristics and attributes of childhood).

Tsika

[chinjirudza |chinjirudza mabviro]
  • Vana chipo chibva kunaMwari.
  • Vana vemusanya uno havana tsika. Apa kureva: The children of today have no manners.
  • Hwerera (Numerous offspring).

Mazwi e Chibantu

[chinjirudza |chinjirudza mabviro]
  • Luwanga vanotiomwana kurevamwana.Barotse vanotibwanana (childhood).Zigula vanotimvyalo (n. an offspring) kurevamwana.
  • Lenje vanotimwana (n. 1. a person, 2. child, a son or daughter, 3. one who is dependent upon another) kureva munhu,mwana kanamurerwa.
  • Lenje vanotimwanakashi (n. woman, a female person, a wife) kurevamunhukadzi kanamukadzi wemunhu.
  • Kimbundu vanotimuana kurevamwana. Mamwe mazwi: rivalu, uvalu (n. offspring, progeny) kureva mwana.
  • VaTonga vanotimwana mulombe (n. male child) kurevamwanakomana. Mamwe mazwi:mwana musimbi kurevamwanasikana.
  • VaMambwe vanotiukwasi (n. offspring, progeny, procreation) kureva vana.VaGulu vanotichali kanavyali (n. child, little children).
Nyukura kubva ku "https://sn.wikipedia.org/w/index.php?title=Mwana&oldid=105442"
Mipanguro:

[8]ページ先頭

©2009-2025 Movatter.jp