Shimwali mutauro weBantu unowanikwa kuMayotte.
- VaMwali vanoti ba (n. father) kureva baba.
- VaMwali vanoti bodi (n. blouse). Fananidzai nokutibhodhi?
- VaMwali vanoti djuwa (n. sun) kureva zuva.
- VaMwali vanoti fumo (n. arrow) kurevamuseve.
- VaMwali vanoti kombe (n. cup; mug) kureva mukombe.
- VaMwali vanoti koko (n. grandmother) kureva gogo.
- VaMwali vanoti kumi (n. ten) kureva gumi. Mamwe mazwi kumi na mbili kureva gumi nembiri.
- VaMwali vanoti mdrumme (n. man) kurevamunhurume.
- VaMwali vanoti mdrushe (n. woman) kurevamunhukadzi.
- VaMwali vanoti matso (n. eye) kureva maziso.
- VaMwali vanoti mwana (n. child) kureva mwana.
- VaMwali vanoti mwana mtiti (n. ) kureva z.
- VaMwali vanoti moro (n. fire) kurevamoto.
- VaMwali vanoti mosi (n. smoke) kureva utsi.
- VaMwali vanoti mdjeni (n. visitor, guest, foreigner) kurevamweni.
- VaMwali vanoti nkuni (n. firewood) kurevahuni.
- VaMwali vanoti shisiwa (n. island) kurevachitsuwa.
- VaMwali vanoti ufa (to die) kureva kufa.
- VaMwali vanoti uduala (v. to forget) kurevakurivara.
- VaMwali vanoti ufana (to resemble) kureva kufana.
- VaMwali vanoti unwa (to drink) kurevakunwa.
- VaMwali vanoti upara (to find; receive, get).
- VaMwali vanoti uola (to rot) kurevakuora.
- VaMwali vanoti uria (to fear) kurevakutya.
- VaMwali vanoti utseha (to laugh) kurevakuseka.
- VaMwali vanoti uwawa (to itch, scartch) kureva kuvaviwa.
- VaMwali vanoti ziungo (n. parts of the body) inhengo dzemuviri.
- VaMwali vanoti uvuba (to fish with net) kurevakubvuwa kanakubvuva.
- VaMwali vanoti ndimu (n. lemon) kurevandimu.
- VaMwali vanoti nkude (n. beans) kureva makunde.
- VaMwali vanoti ugaunga (heal someone who was bewitched).
- VaMwali vanoti uyenga (to hate) kurevakuvenga.
- VaMwali vanoti zombo (n. utensils) kureva zvombo zvekudyisa.
- VaMwali vanoti mbwa (n. dog) kurevaimbwa.
- VaMwali vanoti mbuzi (n. goat) kurevambudzi.
- VaMwali vanoti madji (n. water) kurevamvura.
- VaMwali vanoti uhama (to squeeze) kureva kukama.
- VaMwali vanoti uhoma (to delay). Fananidzai nokutikukoma.
- VaMwali vanoti uloa (to fish with line) kureva kurowa.
- VaMwali vanoti bwana (n. man) kureva murume.
- VaMwali vanoti bweni (n. woman) kureva mukadzi.
- VaMwali vanoti dzia kana ziya (n. milk) kurevamukaka.
- VaMwali vanoti fera (n. iron) kureva simbi.
- VaMwali vanoti fuko (n. room) kurevarhumu.
- VaMwali vanoti howa (n. weather) kurevawetha.
- VaMwali vanoti makasi (n. scissors) kurevachigero.
- VaMwali vanoti mbwedza (n. octopus).
- VaMwali vanoti meza (n. table) kureva tafura.
- VaMwali vanoti msanga (n. Sand) kurevajecha. Mamwe mazwi msangani (n. beach).
- VaMwali vanoti nyungu (n. pot) kureva poto.
- VaMwali vanoti peo (n. broom).
- VaMwali vanoti shana kana shema (n. albino) kurevamusope.
- VaMwali vanoti shiri (n. chair) kurevachigaro.
- VaMwali vanoti shinyama (n. animal) kurevamhuka.
- VaMwali vanoti suku (n. day) kurevamusi.
- VaMwali vanoti shikadondo (n. great-great-grandchild).
- VaMwali vanoti shilembwe (n. great-grandchild).
- VaMwali vanoti ulanga (n. nature).
- VaMwali vanoti urenga (v. to take).
- VaMwali vanoti urongoa (to say) kutaura.
- VaMwali vanoti utrunga (v. to invent).
- VaMwali vanoti unyama (to bow down; to kneel) kureva z.
- VaMwali vanoti utoa (to empty).
- VaMwali vanoti udunga (to follow) kureva kutevera.
- VaMwali vanoti bingu (n. sky) kureva denga.
- VaMwali vanoti shitswa (n. head) kureva musoro.
- VaMwali vanoti ngava (n. genet - a type of animal).
- VaMwali vanoti dara (n. sheets).
- VaMwali vanoti mfaume (n. king; president).
- VaMwali vanoti ufanya (to do) kureva kuita.
- VaMwali vanoti udea (to insult) kureva kutuka. Fananidzai nokuti [Chideya sezita]]?.
- VaMwali vanoti uparana (to meet).
[1]
- ↑http://eastafricaschoolserver.org/content/_public/Local%20Topics/Comoros/SHIMWALI%20Dictionary%20SolarSpell_PDF.pdf