Movatterモバイル変換


[0]ホーム

URL:


Svetuka kuchirochemo
Wikipedia
Tsvaga

United States of America

Kubva Wikipedia
Mubatanidzwa weMavuso e Amerika
National motto: In God We Trust

Mubatanidzwa weMavuso,Mubatanidzwa weMavuso e Amerika inyika iri kuziwumbe reAmerika Maodzanyemba. Nyika iyi ndiyo inehupfumi hwakanyanya Pasirose. Pari zvino inotungamirwa naPresident Joe Biden akaiswa pachigaro musiwa 20 Ndira 2021 achitsiva President Donald Trump. Barack Obama anova akazvarwa nababa munhu mutema vakabva kuKenya vari verudzi rwechiLuo. Mai vaObamamurungu.

zvechiuto

[chinjirudza |chinjirudza mabviro]

pasi pebumbiro remutemo, mutungamiri wenyika ndiye mukuru wemauto anosanganisira Mauto, Navy, Marine Corps, Air Force, Coast Guard, uye Space Force


North America
United States of America |Canada |Mexico
Nyukura kubva ku "https://sn.wikipedia.org/w/index.php?title=United_States_of_America&oldid=112497"
Mipanguro:

[8]ページ先頭

©2009-2026 Movatter.jp