Movatterモバイル変換


[0]ホーム

URL:


Svetuka kuchirochemo
Wikipedia
Tsvaga

Ujudha

Kubva Wikipedia

Ujudha kanaUyehudha (kurevachinamato chechiHebheru ;Chihebheru: יַהֲדוּת‎‎Yahăḏūṯ) chinamato cheUabarahama, chinotenda Mwari mumwecheta, cheVajudha - semunhoroondo ruvambo rwe Chijudha wakatanga muAfurika uye nekuMaodzanyembaemabvazuva eAfurika (kanaMabvazuva Epakati munguva yanhasi). Vajudha nhasi vanowanikwa munzvimbo idzi, nekusanganisa nyika yedu yeZimbabwe kunogaraVaremba neVasena uyezve mamwe mapoka senge,Vakalanga,Vavhenda uye neVakaranga vakasanganisana navo.

Chijudha ndicho chakaunza kutanga kweUkristu neUyisalama, ndekuda kwaAbarahama akasarurwa na Mwari kuti dzinza rake ndiro raizobarwaMuisheYesu Kristu mukororo waMwari.

Ringai zve:

[chinjirudza |chinjirudza mabviro]
Nyukura kubva ku "https://sn.wikipedia.org/w/index.php?title=Ujudha&oldid=103186"
Mipanguro:

[8]ページ先頭

©2009-2025 Movatter.jp