Movatterモバイル変換


[0]ホーム

URL:


Svetuka kuchirochemo
Wikipedia
Tsvaga

Ubhaha'i

Kubva Wikipedia

Ubhaha'i kanaUbhaháʼí chinamato chakavambwa muZanagore rechiGuminepfumbamwe rinodzidzisa zvikoshe zvezvinamato zvose uyeuumwe wevanhu vose. Wakavambwa muzanagore rechiguminepfumbamwe naBaháʼu'lláh, yakatanga muIrani uye muzvimwe zvikamu zveMabvazuva Epakati, kwayakaonapfutso kubva pakutanga kwayo. Chinamato ichi chinofungirwa kuva ne 5-8 miriyoni vatendi vanozivikanwa seVabhahai, vanogara munyika ne materitori akasiyana.

Ringai zve:

[chinjirudza |chinjirudza mabviro]
Nyukura kubva ku "https://sn.wikipedia.org/w/index.php?title=Ubhaha%27i&oldid=103304"
Mipanguro:

[8]ページ先頭

©2009-2025 Movatter.jp