Movatterモバイル変換


[0]ホーム

URL:


Svetuka kuchirochemo
Wikipedia
Tsvaga

Chitswana

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuTswana)
Setswana

Setswana mutauro unotaurwa kuBotswana,Namibia neSouth Africa.

Mamwe Mazwi

[chinjirudza |chinjirudza mabviro]
  • Setswana vanotigoga (to smoke; to pull).
  • Setswana vanotintate (father) kureva baba.
  • Setswana vanotintate mogolo (grandfather) kurevasekuru.
  • Setswana vanotimme kanamma (mother) kureva amai.
  • Setswana vanotirangwane (paternal uncle).
  • Setswana vanotimalome (maternal uncle).
  • Setswana vanotibatsadi (parents).
  • Setswana vanotingwana (child).
  • Setswana vanotibana (children).
  • Setswana vanotibosigo (at night) kurevahusiku.
  • Setswana vanotisekolo (school) kurevachikoro.
  • Setswana vanotisepatala (hospital) kurevachipatara.
  • Setswana vanotitshimo (field) kureva munda kanamasimo.
  • Setswana vanotikgotla (customary court) kureva dare remusha.
  • Setswana vanotimariga (winter).Mariga izita remhuri.
  • Setswana vanotibona (see) kureva kuona.
  • Setswana vanotimena (fold) kureva kupeta.
  • Setswana vanotipula (rain) kureva mvura inonaya.
  • Setswana vanotimotse (village) kureva musha.
  • Setswana vanotitsamaya (go) kurevaenda.
  • Setswana vanotikgona (able, be) kureva kugona.
  • Setswana vanotinwa (drink) kurevakunwa.
  • Setswana vanotija (eat) kurevakudya.
  • Setswana vanotiraya (say) kureva kutaura.
  • Setswana vanotibua (talk) kureva kubhuya.
  • Setswana vanotilala (spend the night) kureva kurara.
  • Setswana vanotisala (stay behind) kureva kusara.
  • Setswana vanotimathata (problems) kureva zvinetso.Swahili inotimatata.
  • Setswana vanotitafole (table) kurevatafura.
  • Setswana vanotiborogkwe (pants, trousers) kurevabhurugwa.
  • Setswana vanotidijo (food) kureva chidyo.
  • Setswana vanotimabele (human breasts) kureva mazamu.
Nyukura kubva ku "https://sn.wikipedia.org/w/index.php?title=Chitswana&oldid=104509"
Mipanguro:

[8]ページ先頭

©2009-2025 Movatter.jp