Takwane mutauro weBantu unowanikwa kuMozambique.
- VaTakwane vanoti aguva (hurry oneself).
- Takwane inoti aamwa (suckle, nurse) vachirevakuyamwa.
- Takwane inoti aakwana (sufficient, adequate, enough) vachirevakukwana.
- Takwane inoti aanda (be capable, be apt to, have a skill for something) vachirevakugona.
- Takwane inoti abure (n. enemy, wicked) vachirevamuvengi.
- Takwane inoti abure (adj. wicked) vachirevahuipi.
- Takwane inoti mabasa (n. word) vachirevamabasa.
- Takwane inoti anyakoddo (n. army) vachirevamawuto.
- Takwane inoti zundde (n. parcel of land; plantation) vachirevazunde.
- Takwane inoti zelu (good judgment, sound mind the ability to think clearly and make good decisions).
- Takwane inoti zana (hundred) vachirevazana.
- Takwane inoti bala kurevakubara. Baliwa vachirevakubariwa.
- Takwane inoti baala (impala) vachireva mhara.
- Takwane inoti buddu (n. cloth bag; pocket) vachirevambudu.
- Takwane vanoti eelenga (v. read, count) kurevakuverenga.
- Takwane inoti efuwo (domestic animal) vachirevachipfuwo.
- Takwane inoti elubale (n. big) kureva chihombe.Herero vanoti oku-vare.
- Takwane inoti ekasi (n. gourd, a type of gourd that is dried and used as the body of musical instruments).
- Takwane inoti guwo (n. cloth; wrap around skirt) kurevanguwo.
- Takwane inoti makuva (n. skeleton) vachirevamarangwanda.
- Takwane inoti maluwa (n. flower, blossom) vachirevamaruva.
- Takwane inoti mapambano (n. intersection) vachirevamasanganzira.
- Takwane inoti mbava (n. thief) vachirevambavha.
- Takwane inoti mbizi (n. zebra) vachirevambizi.
- Takwane inoti mburo (n. place) vachirevanzvimbo.
- Takwane inoti mela (v. germinate) vachirevakumera.
- Takwane inoti mpale (n. boy who has been initiated).
- Takwane inoti mudda (n. field, garden plot - used for most grains and vegetables.).