Movatterモバイル変換


[0]ホーム

URL:


Svetuka kuchirochemo
Wikipedia
Tsvaga

Sekwe

Kubva Wikipedia
De Hoop Nature Reserve, South Africa

Gusi kanasekwe (goose in English) ishiri inowanikwa musango ichiwanikwawo yakapfuyiwa pamusha. Gusi rine mumhu wakakura kufanana nedhadha nekutodarika.

Gusi ndiyo shiri yenyika yeCanada uko rinowanikwa musango zvirusei munguva yokunge kuchidziya. Nyika iyi inoitawo mamwe magusi anogarako munguva yechando. Nyika iyi haitenderi kuti magusi emusango aurawe nokuda kwekuti akambenge opera vanhu vachiramba vachibaya nokuda nyama yawo.

Kune mana muHarare anonziDzivarasekwa, kuti zita iri rine chekuita neahiri inonzisekwe?

Vamwe vatauri vanotisekwe idhadha.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza |chinjirudza mabviro]
  • VaChewa vanotitsekwe (wild goose).
  • Mang'anja vanotitsekwe kanasekwe (spur-winged goose) kurevasekwe.
  • Baila vanotinachisekwa (spur winged goose) kureva rudzi rwegusi.
Nyukura kubva ku "https://sn.wikipedia.org/w/index.php?title=Sekwe&oldid=72861"
Mipanguro:

[8]ページ先頭

©2009-2025 Movatter.jp