Movatterモバイル変換


[0]ホーム

URL:


Svetuka kuchirochemo
Wikipedia
Tsvaga

Ruzivo

Kubva Wikipedia

Kana munhu achinzi aneruzivo (Knowledge in English) pamusoro pechinhu kana kuti pamusoro pemumwe munhu zvinoreva kuti ane chimwe chezvinotevera:tsananguro,humbowo,hunyanzvi,hukwanisi maererano nezviri kutaurwazviri mudariro. Ruzivo rwunogona kuwanikwa kuburikidza nokunge munhu akazvidzidza kana kunge akamborarama mazviri.

Tsika

[chinjirudza |chinjirudza mabviro]
  • Muzivi wenzira yeparuware ndiye mufambi wayo.
  • Kuzivaambuya huudzwa.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza |chinjirudza mabviro]
Nyukura kubva ku "https://sn.wikipedia.org/w/index.php?title=Ruzivo&oldid=69763"
Mupanguro:

[8]ページ先頭

©2009-2026 Movatter.jp