Movatterモバイル変換


[0]ホーム

URL:


Svetuka kuchirochemo
Wikipedia
Tsvaga

Ruambamuta

Kubva Wikipedia

Ruambamuta (Chirungu: physiology) chidzidzo chakanangana nekududzira mashandiro akarungama muzvinhu zvipenyu. Apa chinangwa ndechekuziva kutimhuka kanadzinde rine hutano hwakanaka rinofanirwa kunge richishanda sei. Chidzidzo ichi chiri pasi pebazi reronzamhenyu. Chinowongorora nokucherechedza: muviri; nhengo dzemuviri; madandira enhengo; zvizinga uye mishonga-mhenyu irimo mumiviri, zvose izvi zvichiita mibisho nemishonga uye yemabasa makukutu anoitwa nemuviri. Chidzidzo ichi chine zvikamu zvinoti:Ruambamuta wemhuka;Ruambamuta rwemadzinde;Ruambamuta rwemado;Ruambamuta rwetupukanana;Ruambamuta rwebhakitiriya;Ruambamuta rwevhairasi.

Kupiwa kweZita

[chinjirudza |chinjirudza mabviro]
  • Chivakashureruamba chiri kushandiswakuturikira chivakamberi logy chinowanikwa kuEnglish mumazwi anodudza zvidzidzo zvnoti:biology, geology, physiology etc.
  • Cherechedzai kutodzana kwemazwi anotevera:kukwara,gwaro;gwaronhau. Murangariro mumwe wakatevedzwa zvichibva pakutikuamba kanakuyamba,ambo kanayambo kusvika pakuumbaRuambamuta.
  • Physiologist rinenge roturikirwa kunzichiyambamuta. Chikamu chekutimuta chiri kubva kumutauro weChikongo unotita kurevamuviri.
  • Physiology - The biological study of the functions of living organisms and their parts.
  • Chivakashurephysio- chinodudzwa kunziof or relating to nature or natural functions.

Mamwe Mazwi

[chinjirudza |chinjirudza mabviro]

Mitauro yeBantu

[chinjirudza |chinjirudza mabviro]
  • VaChewa vanotimuyambo (traditional stories andteachings, customs of a people).
  • VaVenda vanotiluambo (n. language) kurevamutauro. Mamwe mazwi:amba (v. talk).
  • VaVenda vanotimuta kanamita (n. family) kurevamhuri. VaVenda vanotidivhamuvhili (n. Physiology).
  • VaKongo vanotita (n. body) vachirevamuviri.
Nyukura kubva ku "https://sn.wikipedia.org/w/index.php?title=Ruambamuta&oldid=87272"
Mipanguro:

[8]ページ先頭

©2009-2025 Movatter.jp