Movatterモバイル変換


[0]ホーム

URL:


Svetuka kuchirochemo
Wikipedia
Tsvaga

Ribhiya

Kubva Wikipedia
ليبياLībyā

Ribhiya (kurevaLibya) pachihofisi ichinziMuvuso we Ribhiya inyika iri kumaodzanyemba kweAfurika. Nyika ye Ribhiya yakakombwa neBhahari re Medhiteraniya riri kumaodzanyemba,Ijipita iri kumabvazuva,Sudhani iri kumabvazuva kwadziva kuchambembe,Chadhi neNayizhe dziri kuchamhembe, uyeArujeriya neTunisia dziri kumadokero. Nyika ye Ribhiya ndiyo yegumi nenomwe pahukuru kwenharaunda; Ribhiya ine nharaunda yakakura mamiriyoni 1.8 eskweya rekiromita.

Gutaguru re Ribhiya rinonziTripoli rinehugari hwevanhu mamiriyoni 1.7 nyika yese inehugari hwevanhu mamiriyoni 6.4 chete. Pahupfumi hwemandayebwe Ribhiya ndiyo yegumi (10th) pahupfumi hunozivikanwa, uye ndiyo yegumi nenomwe pakuburitsamafutarubwe.

v · d · m
Afurika
Afurika ChamhembeAngolaArujeriyaBheniniBhurukina FasoChadhiEriteriyaEswatiniGabhoniGambiaGhanaGhiniGhini-VisawuGhini YomutsazanisiIjipitaItopiyaJibhutiKabho VheriteKameruniKenyaKomoriKote Dhi VhwaMaariMalawiMatagadzikwaMazambukoMorishasiMoritaniMorokoNaijeriyaNamibhiyaNayizheRibheriyaRibhiyaRudhende rwe Afurika YepakatiRudhende rwe VukongoRwandaSao Tome ne PurinzipeSenegariSeyisheriSiera-LeyoniSomariyaSudhaniSudhani ChamhembeTanzaniaTogoTunisiaUtemabanze we Rudhende rwe VukongoVugandaVurundiVusutuVutswanaZambiaZimbabwe

Utemabanze we Rudhende rweVuarabhu rweSaharawiSomarirandi

Mavuso anozivikanwa zvishoma

(Speini)Canary Islands /Ceuta /Melilla • (Putugaro)Madeira • (Furanzi)Mayotte /Réunion • (United Kingdom)Saint Helena /Ascension Island /Tristan da CunhaSahara ye Madokero

Zvisi ne Materitori ekunze
Nyukura kubva ku "https://sn.wikipedia.org/w/index.php?title=Ribhiya&oldid=110710"
Mipanguro:

[8]ページ先頭

©2009-2026 Movatter.jp