Movatterモバイル変換


[0]ホーム

URL:


Svetuka kuchirochemo
Wikipedia
Tsvaga

Puranga

Kubva Wikipedia
Puranga (Ghana)

Puranga (plank or timber) zvinoreva danda rakachekwa rikavezwa richikwenenzverwa. mapuranga anoshandiswa kugadzira midziyo yakawanda yemumba uye kuvaka dzimba dzacho.

Kunyika dziri kuEurope neNorth America vanovakadzimba dzemapuranga dzinova dzinodziya pane dzezvidhinha kunyika dzeko dzinotonhora. MuAfrica mapuranga anonyanya kushandiswa kuturikadenga remba.

Nyukura kubva ku "https://sn.wikipedia.org/w/index.php?title=Puranga&oldid=54816"
Mupanguro:

[8]ページ先頭

©2009-2025 Movatter.jp