Pfuti imhando yechombo insoshandiswa kukanda mabara akagadzirwa nesimbi. Mabara aya anopfurwa nepfuti achibuda ainespidhi yokuti akarova munhu anokwanisa kufa zvichienderana nokuti arohwa panhengo ipi yomuviri.
Shoko rokutinyere (bullet cartridge in English) rinoreva chikasha chinodonha kubva pabara kana richinge rapfurwa kubva papfuti.
SIG Pro semi-automatic pistol- Pfuti iyi inodauka nyere - this rifle ejects cartridge cases.
- Zigula inotifuti (n. gun) vachirevapfuti.Umbundu inotiuta (n. gun; shotgun) kurevapfuti.Taabwa vanoti mfuti (n. musket).
- MaZulu vanotiimbumbulu (Any hard thing, round, and smooth (e.g. billiard ball, knob of carved kerrie, cannon-ball).) kurevambumburu.
- Lenje vanotieleka (level a gun, aim) vachirevakuyereka.Luganda inotikuerekeza (take aim, aim at) vachirevakuyereka.
- Nyanja inotikuomba mfuti (to fire a gun)kuridza pfuti.Chuabo inotifutti (n. a gun)pfuti.
- VaLozi vanotisifefe (a short gun) vachirevachifefe. VaLozi vanotisikwakwakwa (machine gun) kurevachigwagwagwa.
- Tuwuli vanoti o-to-wa (n. gun. From: ta - shoot) kureva pfuti.Portuguese inoti bala (n. bullet; projectile; missile).