Movatterモバイル変換


[0]ホーム

URL:


Svetuka kuchirochemo
Wikipedia
Tsvaga

Ostireriya

Kubva Wikipedia
Ostireriya

Ostireriya (kurevaAustralia) kanaAwustireriya, kana sepachihofisiUpfumiunjee we Ostireriya ndiroziwumbe uyenyika iri kwakadziva kuchamhembe kweEzhiya. Nyika iyi yakatapwa nevarungu vanova ndivo vari kutonga Ostireriya pari zvino, venevenyika uye vatangakugaramo vanonziVaaborijini ne Vatoresi Stireti Ayilenda.

Gutaguru rayo iKanibhera.

Nyika iyi inozivikanwa nemutambo we cricket, mhuka inonzi kangaroo uye ndiyo imwe yematunhu anowanikwagarwe.

Pakayambuka mhuri dzevanhu veZimbabwe dzichienda Pasirose, Ostireriya ndiyo yedzimwe nyika dzaienda vanhu vemuZimbabwe. Kune chifungidziro chokuti vanhu veZimbabwe vanodarika zviruru makumi maviri (20,000) vanogara kuOstireriya.

Ostireriya yakagachirawo vapoteri vaitiza hondo yekuSudhani vazhinji vavo vanhu vatema.

Nyukura kubva ku "https://sn.wikipedia.org/w/index.php?title=Ostireriya&oldid=111877"
Mipanguro:

[8]ページ先頭

©2009-2025 Movatter.jp