Movatterモバイル変換


[0]ホーム

URL:


Svetuka kuchirochemo
Wikipedia
Tsvaga

Nyota

Kubva Wikipedia
William-Adolphe Bouguereau (1886)

Nyota ihavi yokuda kunwamvura kana zvimwe zvinonwiwa. Nyota inokonzerwa nokushomeka kwemvura mumuviri kana kuvepo kwezvinhu zvakadai semunyu zvinokonzera kuti munhu ade kunwa mvura.

Mamwe mazwi

[chinjirudza |chinjirudza mabviro]
  • Dope kanamatope (muddy water; mud).
  • Yatsika dope yanwa.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza |chinjirudza mabviro]
  • VaFwe vanotinyota (thirst) kurevanyota.
  • Yao vanotinjota (thirst) kurevanyota.Kikuyu vanotikunyota (v. to thirst) kurevakuva nenyota.
  • Kirundu vanotikunyoterwa (to be thirsty) vachireva kuva nenyota. Mamwe mazwi:kunyotera (to make thirsty).
Nyukura kubva ku "https://sn.wikipedia.org/w/index.php?title=Nyota&oldid=101519"
Mupanguro:

[8]ページ先頭

©2009-2025 Movatter.jp