Movatterモバイル変換


[0]ホーム

URL:


Svetuka kuchirochemo
Wikipedia
Tsvaga

Nwiwa

Kubva Wikipedia

Nwiwa (watermelon in English) muchero unowanikwa musango kana kuti uchirimwa pamusha. Nwiwa kana kuti vise muchero unonzi wakabva kuno kuchamhembe kweAfrica ukazopararira Pasirose.Manwiwa anorimwa muminda pamwe nechibage nemanhanga.

  • Jeza (immature watermelon) apa kureva nwiwa risati rasvika.
  • Mhudzi (seeds of melon species).
  • Izwi rokutimpale (dried strips of melon) rinotaurwa kuKalanga richireva mbadzi dzenwiwa dzakawomeswa kana kufushwa.

Mamwe Mazwi

[chinjirudza |chinjirudza mabviro]

Mazwi eBantu

[chinjirudza |chinjirudza mabviro]
  • BaKalanga vanotiphudzi (seeds of melon species) vachirevamhudzi.
  • Mururimi rweChewa vanotimavemve kanamatikiti (to melon) kurevamanwiwa.
  • VaNyungwe vanotibvembe kanamabvembe (watermelon) kurevanwiwa.
Nyukura kubva ku "https://sn.wikipedia.org/w/index.php?title=Nwiwa&oldid=70072"
Mupanguro:

[8]ページ先頭

©2009-2025 Movatter.jp