Movatterモバイル変換


[0]ホーム

URL:


Svetuka kuchirochemo
Wikipedia
Tsvaga

Nhamba svinu

Kubva Wikipedia

Muchidzidzomasvomhu,nhamba svinu (rational number in English) inhamba inokwanisa kunyorwa sedimbup/q rine nhamba dzizere mbiri. Apachisengazita hachifanirwe kunga chirizero, izvi zvinoreva kutiq anogona kuva 1. Nokudaro chero ipi nhamba izere inokwana muboka renhamba svinu

Kana nhamba isirinhamba svinu, inodanwa kunzinhamba isisvinu. Boka renhamba dzisisvinu rinosanganisira√2,π, pamwe nae. Nhamba isisvinu inoramba ichienderera isingadzokore kurudyi kwakoma wepamuravanegumi -decimal comma.

Nyukura kubva ku "https://sn.wikipedia.org/w/index.php?title=Nhamba_svinu&oldid=33089"
Mupanguro:

[8]ページ先頭

©2009-2026 Movatter.jp