Movatterモバイル変換


[0]ホーム

URL:


Svetuka kuchirochemo
Wikipedia
Tsvaga

Nduru

Kubva Wikipedia
Udzoronodzwa hwe nduru

Nduru (nge.bile; gall) imadzi yechitema-zere-kuhuroro-mbise inogadzirwa nechiropa cheuzhiji wema-vertebrate inobatsira kugaya kwe malipidhi muura diki. Muvanhu, nduru inogadzirwa nguva dzose ne chiropa (nduru ye chiropa) uye inochengetwa uye yakanangidzirwa muChanduru. Mushure mekudya, iyi nduru yakachengetwa inobudiswa mugumbiri (duodenum).

Mamwe mapeji

[chinjirudza |chinjirudza mabviro]
  • Chanduru (gall-bladder)
  • Madzi (fluid) - kubva pashoko reChibhantu rokutimvura, madzi rakafana neshoko reChivhenda rekutimadi, shona ine hukama huri pedyo neChivhenda saka madzi yasurwa nekuda kweizvozvo.
  • Gumbiri (duodenum) kubva pamazwi okuti gumi mbiri, ndicho chirevo chezwi rekutiduodenum.Kana pane anoziva shoko chairo ngaariisewo, tavonga.
Nyukura kubva ku "https://sn.wikipedia.org/w/index.php?title=Nduru&oldid=105833"
Mipanguro:

[8]ページ先頭

©2009-2025 Movatter.jp