Movatterモバイル変換


[0]ホーム

URL:


Svetuka kuchirochemo
Wikipedia
Tsvaga

Ndira 1

Kubva Wikipedia
<<Ndira>>
SvoMvhChpChtChnChsMg
12
3456789
10111213141516
17181920212223
24252627282930
31
2021

Ndira 1 kana1 Ndira ndiwo musi rekutanga regore mukarenda ye Giregori. Kwasara mazuva 364 kuti gore ripere (365 mumakore eku svetuka (leap?)). Zuva iri rinozivikanwa seZuva reGoredzva sezvo zuva richiratidza kutanga kwegore.

Zviitiko

[chinjirudza |chinjirudza mabviro]

Shure kwe ma1600

[chinjirudza |chinjirudza mabviro]
  • 1500 – Muongorori we chiPutukezi Pedro Alvarez Cabral akawana mahombekombe eBhuraziri.
  • 1502 – Nzvimbo yemazuvano eRio dhe Janeiro, Bhuraziri, inotanga kuongororwa nemaPutukezi.
  • 1801 –Seresi, chindeya-chidiki chakakura uye chekutanga chinozivikanwa mubhandi reAsteroidhi, chakawanikwa naGiuseppe Piazzi.[1]
  • 1804 - Kutonga kweFuranzi kunopera muHaiti. Haiti inova rudhende rwevatema rwekutanga uye nyika yechipiri yakazvimirira muMaodzanyemba Amerika mushure meRubatano rweMavuso (Hyunaitedhi Stetsi).[2]
  • 1877 – Mambokadzi Victoria wekuUK akanzi Emperesi yeIndia.[3]
  • 1890 -Eritiriya yakabatanidzwa kuita koloni neHurumende yeItari.[4]
  • 1899 - Kutonga kweSpeini kunopera muKyubha.[5]
  • 1900 -Naijeriya inova mumiriri weBhuritaniya naFrederick Lugard semukuru wekomisheni.[6]

1901- ku ikozvino

[chinjirudza |chinjirudza mabviro]
  • 1901 – Iyo kuProtectorate ye kuChamhembe che Naijeriya inovambwa mukati meEmbaya ye Bhuritaniya.[7]
  • 1901 - MaBritish makoroni eNew South Wales, Queensland, Victoria, South Australia, Tasmania, uye Western Australia mubatanidzwa seCommonwealth yeAustralia; Edmund Barton anogadzwa kuva Mutungamiriri wekutanga.[8]
  • 1912 –Rudhende rwe Chayina rwakagadzirwa.[9]
  • 1945 -Hondo Yenyika II: Luftwaffe ye Jerumani inotanga Operation Bodenplatte, hombe, asi yakakundikana, kuyedza kubvisa simba reAllied mhepo kuchamhembe kwe Yuropu nekurova kamwe chete.[10]
  • 1947 -Hondo Yekutonhora: Nzvimbo dzekuAmerika neBhuritaniya dzinogara muRubatano-rwakagarwa Jerumani, mushure meHondo Yenyika II, dzinosangana kuita Bhaizoni, iyo yakazotevera (nenzvimbo ye Furanzi) yakava chikamu cheMadokero e Jerumani.[11]
  • 1956 - Sudhani inowana rusununguko kubva kuIjipita neRubatano rweUmambo.[12]

Mabviro eruzivo

[chinjirudza |chinjirudza mabviro]
  1. Schmadel, Lutz (2003).Dictionary of minor planet names (5th ed.). Germany: Springer. p. 15. ISBN978-3-540-00238-3.
  2. Finkelman, Paul (6 April 2006).Encyclopedia of African American History, 1619-1895: From the Colonial Period to the Age of Frederick Douglass Three-volume Set. Oxford University Press, USA. pp. 1–. ISBN978-0-19-516777-1.
  3. http://discovery.nationalarchives.gov.uk/details/r/4923428e-ba8a-4f32-abb7-2f1192c28592
  4. Tecle-Misghina, Belula (11 February 2015).Asmara - an urban history: Rivista L'architettura delle città - UNESCO Chair Series n. 1. Edizioni Nuova Cultura. pp. 30–. ISBN978-88-6812-354-3.
  5. Steinberg, S. (26 December 2016).The Statesman's Year-Book 1965-66: The One-Volume ENCYCLOPAEDIA of all nations. Springer. pp. 912–. ISBN978-0-230-27094-7.
  6. Legrand, Jacques (1987).Chronicle of the 20th Century. Ecam Publication. p. 10. ISBN0-942191-01-3.
  7. Oluniyi, Olufemi Olayinka (9 August 2017).Reconciliation in Northern Nigeria: The Space for Public Apology. Frontier Press. p. 69. ISBN978-978-949-527-6.
  8. Meekins, Jeannie.Sir Edmund Barton: The First Prime Minister of Australia: Educational Version. Learning Island. pp. 15–. GGKEY:PBLCUNU87RW.
  9. Elleman, Bruce A. (28 July 2005).Modern Chinese Warfare, 1795-1989. Routledge. pp. 149–. ISBN978-1-134-61008-2.
  10. Manrho, John; Putz, Ron (2004).Bodenplatte: The Luftwaffe's Last Hope : the Attack on Allied Airfields New Year's Day, 1945. Hikoki Publications. ISBN978-1-902109-40-4.
  11. Braun, Hans-Joachim (22 October 2010).The German Economy in the Twentieth Century (Routledge Revivals): The German Reich and the Federal Republic. Routledge. p. 105. ISBN978-1-136-83644-2.
  12. Niblock, Tim (1987).Class and Power in Sudan: The Dynamics of Sudanese Politics, 1898-1985. SUNY Press. pp. 209–. ISBN978-0-88706-480-7.
Nyukura kubva ku "https://sn.wikipedia.org/w/index.php?title=Ndira_1&oldid=90405"
Mupanguro:

[8]ページ先頭

©2009-2026 Movatter.jp