Movatterモバイル変換


[0]ホーム

URL:


Svetuka kuchirochemo
Wikipedia
Tsvaga

Nayizhe

Kubva Wikipedia
République du NigerJamhuriyar Nijar
National motto: Fraternité – Travail – Progrès

Nayizhe (kurevaNiger; The Niger;Fur: République du Niger,Hau: Jamhuriyar Nijar)) kanaVoNayizhe, uye pachihofisi ichizonziRudhende rwe Nayizhe inyika yakakomberedzwa nedzimwe iri kumadokero kweAfurika inotodza zita kubva paRwizi Nayizhe. Nyika dzakakomberedza Nayizhe dzinoti:Naijeriya neBhenini kuchamhembe;Bhurukina Faso neMaari kumadokero;Arujeriya neRibhiya kumaodzanyemba neChadhi kumabvazuva. Nayizhe inenharaunda yakakura kusvika 1.27 mamiriyoni eskweya makiromita, asi zvikamu makumi manomwe pazana (80%) yenharaunda yayo iri muGwenga re Sahara. Nyika iyi inehugari hwevanhu 22,772,361 ruzhinji rwavo vari maVasalama vakawandira kuchamhembe nekumadokero kwenyika iyi.Gutaguru re Nayizhe rinonziNiameyi rinowanikwa kuchamhembe kwakadziva kumadokero kwenyika iyi.

v · d · m
Afurika
Afurika ChamhembeAngolaArujeriyaBheniniBhurukina FasoChadhiEriteriyaEswatiniGabhoniGambiaGhanaGhiniGhini-VisawuGhini YomutsazanisiIjipitaItopiyaJibhutiKabho VheriteKameruniKenyaKomoriKote Dhi VhwaMaariMalawiMatagadzikwaMazambukoMorishasiMoritaniMorokoNaijeriyaNamibhiyaNayizheRibheriyaRibhiyaRudhende rwe Afurika YepakatiRudhende rwe VukongoRwandaSao Tome ne PurinzipeSenegariSeyisheriSiera-LeyoniSomariyaSudhaniSudhani ChamhembeTanzaniaTogoTunisiaUtemabanze we Rudhende rwe VukongoVugandaVurundiVusutuVutswanaZambiaZimbabwe

Utemabanze we Rudhende rweVuarabhu rweSaharawiSomarirandi

Mavuso anozivikanwa zvishoma

(Speini)Canary Islands /Ceuta /Melilla • (Putugaro)Madeira • (Furanzi)Mayotte /Réunion • (United Kingdom)Saint Helena /Ascension Island /Tristan da CunhaSahara ye Madokero

Zvisi ne Materitori ekunze
Nyukura kubva ku "https://sn.wikipedia.org/w/index.php?title=Nayizhe&oldid=110734"
Mipanguro:

[8]ページ先頭

©2009-2025 Movatter.jp