Movatterモバイル変換


[0]ホーム

URL:


Svetuka kuchirochemo
Wikipedia
Tsvaga

Namibhiya

Kubva Wikipedia
Rudhende rwe Namibhiya
National motto: Unity - Liberty - Justice

Namibhiya (kurevaNamibia) kanaNamibhia, pachihofisi inonziRudhende rwe Namibhiya inyika iri kuchamhembe kwakadziva kumadokero kweAfurika inoita muganhu neGungwa re Atlandiki kumadokero kwayo. Nyika dzinoganhurana neNamibhiya dzinoti:Angola neZambia kumaodzanyemba,Vutswana kumabvazuva neAfurika Chamhembe kuchamhembe nekumabvazuva. Pakati peZimbabwe neNamibia pane nhambwe yemamita 200 iyi nzvimbo iri murwizi. Namibhiya yakawana rusununguko kubva kuhutongi hweAfurika Chamhembe musi wa 21 March 1990 izvi zvichiteveraHondo yerusununguko yeNamibia. Guta guru renyika iyi rinonziWindhoek.Rimwe guta riri kumahombekombe eGungwa re Atlandiki rinonziWalvis Bay.

Vanhu vekuNamibhiya vanonziVanambhiya uye munhu mumwechete anonziMunambhiya/Munambhia.

Mitauro ye Namibhiya

[chinjirudza |chinjirudza mabviro]

Mitauro inotaurwa muNamibhiya inosanganisiraChiherero,Chiovambo (Oshiwambo),Chibhunu,Chindonga (Oshindonga).

v · d · m
Afurika
Afurika ChamhembeAngolaArujeriyaBheniniBhurukina FasoChadhiEriteriyaEswatiniGabhoniGambiaGhanaGhiniGhini-VisawuGhini YomutsazanisiIjipitaItopiyaJibhutiKabho VheriteKameruniKenyaKomoriKote Dhi VhwaMaariMalawiMatagadzikwaMazambukoMorishasiMoritaniMorokoNaijeriyaNamibhiyaNayizheRibheriyaRibhiyaRudhende rwe Afurika YepakatiRudhende rwe VukongoRwandaSao Tome ne PurinzipeSenegariSeyisheriSiera-LeyoniSomariyaSudhaniSudhani ChamhembeTanzaniaTogoTunisiaUtemabanze we Rudhende rwe VukongoVugandaVurundiVusutuVutswanaZambiaZimbabwe

Utemabanze we Rudhende rweVuarabhu rweSaharawiSomarirandi

Mavuso anozivikanwa zvishoma

(Speini)Canary Islands /Ceuta /Melilla • (Putugaro)Madeira • (Furanzi)Mayotte /Réunion • (United Kingdom)Saint Helena /Ascension Island /Tristan da CunhaSahara ye Madokero

Zvisi ne Materitori ekunze
Nyukura kubva ku "https://sn.wikipedia.org/w/index.php?title=Namibhiya&oldid=104426"
Mipanguro:

[8]ページ先頭

©2009-2025 Movatter.jp