Movatterモバイル変換


[0]ホーム

URL:


Svetuka kuchirochemo
Wikipedia
Tsvaga

Muridzi

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuMwene)

Muridzi,tewe kanamwene zvinoreva munhu ane chinhu chinonzi ndechake pamberi pomutemo. Munhu anokwanisa kuva muridzi wechinhu kuburikidza nokunge akachitenga, kupihwa, kugara nhaka, kana kuchishandira. Pahuwandu vanenge vonzivaridzi. KuChiNdau vanotimune, kududza muridzi.


Mamwe mashoko anoreva muridzi ndiwo anotimwene kanavene pahuwandu. Shoko rokutimuzvina rinoshandiswawo, asi iri rinoreva uyo anoshandisa chiro chiri kurehwa, anokwanisa kuva iye mwene wacho kana akabata chete anochishandisa. Sokutimuzvinapembe anokwanisa kune ari kuridza pembe isiri yake. Tine mufungo mumwechetemuzvinabhizinisi anokwanisa kunge ariye maneja mukuru anotungamira bhizinizi rine varidzi varo, asi iye ndiye anehudaviri pamusoro paro. Izwi rokutikuzvina rinorevakudzana (to dance) kuChiNdau.

  • Mungwariri (one who watches over; the one in charge; keeper of facility).

Kurerutsa Mutauro

[chinjirudza |chinjirudza mabviro]

Tsumo

[chinjirudza |chinjirudza mabviro]
  • Chinokura choga isango munda kukura huonatewe. What grows alone is a forest, a field grows when it sees its master.
  • Chedahunha chiri kumusoni. What happens to a kaross is up to the owner.
  • Kusiri kwako masango. A place other than yours is bush-veld.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza |chinjirudza mabviro]
  • Lenje vanotimwine, mwini kanawene (owner, possessor) vachireva mwene.Kabwa vanotiomwene (n. owner) kureva mwene.
  • Kikuyu vanotimuene (n. possessor) kurevamwene.Kimbundu vanotimuene (owner), kurevamwene.
  • Chewa vanotimwene (self, self-same, genuine, owner, owning). Sokutimfumu mwene (the chief himself).
  • VaYao vanotimwenya (master; lord; owner) kureva mwene.
  • Herero vanotiomuini (own; owner). Mamwe mazwi:ou-ini (n. property).ovityuma (n. goods; effects).
  • Sangho vanoti mveni (similarly, oneself, personally).Sangho inotimveni (n. owner; self - [reflexive]).
  • Umbundu vanotiumwini kanaumwene (owner).Digo vanotimwenye (owner), kurevamwene.VaNyakyusa vanotimwene (self).
  • VaManda vanotimukola (owner) kurevamwene.Chuabo inotimuliba (owner) kurevamwene.
  • VaTonga vanotimwadimunzi (head of village) kurevasamusha. Mamwe mazwi:mudimunda (owner of garden),mwene wemunda.Mudimugutu (owner of sheep ram) kurevamwene wegotora.
Nyukura kubva ku "https://sn.wikipedia.org/w/index.php?title=Muridzi&oldid=108762"
Mipanguro:

[8]ページ先頭

©2009-2025 Movatter.jp