Movatterモバイル変換


[0]ホーム

URL:


Svetuka kuchirochemo
Wikipedia
Tsvaga

Mvura

Kubva Wikipedia

Mvura (water)mutuvi usina rairo neruvara. Mvura inogadzirwa panosangana magasi anonzi oxygen ne hydrogen. Mvura yakachena chinhu chinodikanwa kuti pave neupenyu somuziviro watinouita. Mvura iri tii paRinopasi. Kunonzi zvikamu zvinodarika mazana masere kubva muzana (70%) cheuso hwePasirose chakavharwa nemvura yegungwa. Iyi mvura zhinji yacho haishandisike pamabasa anenge kuwacha, kubika kana kunwa nekudza kwe munyusalt inenge irimo mumvura umu. Zhinji yemvura iyi inowanika chiri chando kana kutisnow .Mvura inowanikwa munzvimbo nemhando dzakasiyana-siyana: kunyanya mumakungwa.

Kunonzi munhu anokwanisa kurarama mazuva anodarika masere (7) asina kudya asi zvinorema kuti araramenguva yakadai asina mvura.

Mamwe Mazwi

[chinjirudza |chinjirudza mabviro]

Mitauro yeBantu

[chinjirudza |chinjirudza mabviro]
  • Mururimi rweChewa neDigo vanotimadzi (water) achireva mvura.
  • VaGanda vanotimadzi (water, sap, juice) achireva mvura.
  • VaMambwe vanotilinzi (water) kureva mvura.
Nyukura kubva ku "https://sn.wikipedia.org/w/index.php?title=Mvura&oldid=101047"
Mipanguro:

[8]ページ先頭

©2009-2025 Movatter.jp