Movatterモバイル変換


[0]ホーム

URL:


Svetuka kuchirochemo
Wikipedia
Tsvaga

Mutumwa

Kubva Wikipedia

Mutumwa (kurevaAngel; Celestial/Devine messenger, sepaChivanhu; ) kanangirozi ishoko rinoshandiswa mutsika yedu kureva muumbwa kana musikwi waMwari anoburuka kubva kudenga achiuya nenhau kuvanhu, sengemadhidhizha,madzinza uyenyika.

Zvinamato

[chinjirudza |chinjirudza mabviro]

MuChijudha, vatumwa, (Chihebheru: מַלְאָךְ‎mal’āḵ;kureva "mutumwa; munyai; nhume"), vanonzwisisikwa muzvitsananguro zvemuTanakh uye mutsika sevaumbwa wechiwudzimu vanomira naMwari mudenga, asi vanosiyaniswa naMwari uye varikutsi kwavo. Dzimwe nguva Mwari vanovapa mirairo uye zvido zvavo zvokurakidza kuvanhu.

Bhaibheri rechiHebheru

[chinjirudza |chinjirudza mabviro]

MuTorah (Bhaibheri rechiHebheru) maneno okuti מלאך אלהים (mal'āk̠ 'ĕlōhîm; "mutumwa waMwari"), מלאך יהוה (mal'āk̠ Yahweh; "Mutumwa waShe"), בני אלהים (bənē 'ĕlōhîm; "varumbwana vaMwari") uye הקודשים (haqqôd̠əšîm; "avo vatsvene") kureva vaumbwa/vasikwi vanonzwisiswa sevatumwa. Garegare mamwe mashoko akashandiswa mumahhwaro, senge העליונים (hā'elyônîm; "vekumusoro").

Ringai futi:

[chinjirudza |chinjirudza mabviro]
Nyukura kubva ku "https://sn.wikipedia.org/w/index.php?title=Mutumwa&oldid=103814"
Mupanguro:

[8]ページ先頭

©2009-2026 Movatter.jp