Movatterモバイル変換


[0]ホーム

URL:


Svetuka kuchirochemo
Wikipedia
Tsvaga

Mutemo (ruzivo)

Kubva Wikipedia

Muchidzidzo cheScience shoko rokutimutemo rinoreva zvirevo zvinodudzira, kumisikidza kana kuedza kutsanangurasei zvimwe zvinhu zvichiitika sezvazviri pasi pano.

Mitemo musaenzi:

  1. inopfupikisa unganidzwa yezvokwadi zvakawanikwa mukucherechedza ichishanda nechirevo (statement) chimwe chete,
  2. inogona kunyora mumasvomhu seimwe yezvirevo kana tsazaniso, kana kuva chirevo chimwe chete, kuti ikwanisiwe kushandiswa kufembera chimuko (result) chechedza papihwa mamiriro ezvinoitika,
  3. inotsigirwa zvakanyanya nehumbowo hweongororo - ruzivo rwesaenzi rwakadzokorodzwa rwukabvumwa kuti ichokwadi (pasina kumbobvira panyepwa).


Mitemo inosiyana nezvisumamunyati nefungirwo (postulates) zvinova zvinopihwa pasati paitwa nemukuitwa kwechedza.

Nyukura kubva ku "https://sn.wikipedia.org/w/index.php?title=Mutemo_(ruzivo)&oldid=44863"
Mupanguro:

[8]ページ先頭

©2009-2025 Movatter.jp