Movatterモバイル変換


[0]ホーム

URL:


Svetuka kuchirochemo
Wikipedia
Tsvaga

Mutemo

Kubva Wikipedia

Mutemo (a law, a decision) inoshandiswa kutaura zvinotenderwa kuitwa nezvisingatenderwe munyika kana sangano.

Mamwe Mazwi

[chinjirudza |chinjirudza mabviro]

Kurerutsa Mutauro

[chinjirudza |chinjirudza mabviro]
  • Kudzai Mambo Mwari! Unomuchena munhuwo unomutya Mambo Mwari, Unomuchena munhuwo unomutya Mambo Mwari, uwo unodakara kakurutu ngemipango yake.Psalm 112:1 (Bhaibheri reChiNdau).
  • Asi kuti musikandironzeri hope, chiripochironzo chimwe kwomuri: I’ve decided that if you don’t tell me the dream, there is only one sentence passed on all of you. (Daniel 2:9Bhaibheri reChiNdau).
  • .... ndinozopangazve makore kuti asanayisa mvurapadera pawo: I will command the clouds not to send rain. (Isaiah 5:6,Bhaibheri reChiNdau).

Mitauro yeChiBantu

[chinjirudza |chinjirudza mabviro]
  • Nyungwe vanotimtemo (n. law) kureva mutemo.Zigula vanotikutema (n. rule) kurevakutema.
  • Luganda vanoti etteka (rule).VaGogo vanotimtemi (leader, rule) kurevamutongi.
  • VaGogo vanotiutemi (right to rule; chiefdom, chiefship) kureva kodzero yokutonga uye hutongi.
  • VaIkizu vanoti-tema (rule over, reign) kurevakutonga.VaFwe vanotimuraho (law) kurevamurao.
  • VaLozi vanotimulao (law) kurevamutemo.VaGanda vanotimsangu kanaetteeka (law) kurevamutemo.
  • VaGungu vanotikiragiro (Commandment) kureva murairo.VaNyoro vanotiekiragiro (law) kurevamurairo.
  • MaZulu vanotiumthetho (1. Law, custom, rule, edict, statute; 2. Pronouncement, arrangement, system) kurevamutemo.
Nyukura kubva ku "https://sn.wikipedia.org/w/index.php?title=Mutemo&oldid=110120"
Mupanguro:

[8]ページ先頭

©2009-2026 Movatter.jp