Movatterモバイル変換


[0]ホーム

URL:


Svetuka kuchirochemo
Wikipedia
Tsvaga

Mupunga

Kubva Wikipedia

Mupunga (rice in English) idzinde rinenge sora rinorimwa richiita mbeu inodyiwa Pasirose.

Mupunga ndiko kudya kukuru kunzvimbo dzinoti: West Indies;Middle East; East Asia; Southeast Asia neSouth Asia. Mupunga ndiyo mbeu yepiri pahuwandu hwekukohwewa Pasirose cihiteverachibage. Asi nokuti chibage chinoshandiswa mune zvimwe zvisiri kudyiwa nevanhu, mupunga ndiyo unosara watungamira pakuva chikafu chevanhu.

Kurimwa kwemupunga kwakanakira nzvimbo dzinowanikwa vashandi nemuripo uri pasi nokuti mupunga une basa rakawanda. Mupunga unoda nzvimbo dzinonaya mvura yakawanda nokuti unokura muznvimbo dzine mvura yakawanda. Mupunga ndiwo rimwe remadzinde akagara ari muAfrica kubvira pasichigare.

Nhengo iri padzinde remupunga kana rukweza inotakura mbeu inonzimwonzora kananzeve.

Tsika

[chinjirudza |chinjirudza mabviro]

Mupunga wakabikwa uchizoiswadovi unonzimafaki.

  • Besva kanabeswa (empty hull or pod - e.g. of rice) apa kureva gufu kana bubu retsanga yemupunga.
  • Doro,dimba,dimbwa kanadeka (a piece of land suitable and used for growing rice).
  • Duku (rice field). Pahuwandu totimatuku.
  • Mufake, mashagada kana shokodo (Cooked rice flavoured with rice and salt).

Mitauro yeBantu

[chinjirudza |chinjirudza mabviro]
Nyukura kubva ku "https://sn.wikipedia.org/w/index.php?title=Mupunga&oldid=106805"
Mipanguro:

[8]ページ先頭

©2009-2025 Movatter.jp