Movatterモバイル変換


[0]ホーム

URL:


Svetuka kuchirochemo
Wikipedia
Tsvaga

Mukosho

Kubva Wikipedia


Mukosho inengo iri seri kunobuda nakodhodhi. Amwe mazita anoshandiswa anosanganidzira rekuti horo, mhata. Mukosho ndoburi rekupedzisira iro rinotangira kumuromo richibatanidzwa mukati nematumbu. Basa rare rikuru nderekuburitsa zvekudya zvinenge zvatorwa zvinosimbisa muviri mukati memudumbu. Kune vamwe vanhu vanoshandisa nhengo iyi kuwana mufadzo. Vanoshandisa kumashure uku senzvimbo yesikarudzi, vana baba vachiisa nhengo yavo imomo kuti vanakirwe.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza |chinjirudza mabviro]
  • VaZigula vanotinyamuta (rectum).
  • VaNande vanotiobúnyambíro kanaoluhende (anus).
Nyukura kubva ku "https://sn.wikipedia.org/w/index.php?title=Mukosho&oldid=92206"
Mupanguro:

[8]ページ先頭

©2009-2025 Movatter.jp