Movatterモバイル変換


[0]ホーム

URL:


Svetuka kuchirochemo
Wikipedia
Tsvaga

Mukomana

Kubva Wikipedia

Mukomana (boy) zvinoreva mukono wemunhu achiri mudiki; kana ari mukuru anonzi murume. Asi shoko rokutimurume rinoshandiswazve kutaura chero mukono wemunhu zvisinei kuti ane makore mangani ekuzvarwa.

Kuyaruka kwemukomana

[chinjirudza |chinjirudza mabviro]
  • Dzvito (Puberty for male) - apa kureva kusvika pazera rekuyaruka panotanga kushanduka muviri, izwi richibhesera, vhudzi richimera muhapwa, huronyo huchitanga kuuya.
  • Kudzvita (Reach puberty male). vamwe vanotikupundudza kanakuputudza.
  • Dzvita apa kureva munhu asvika pakudzvitura.
  • Dandaringo kanamatandaringo pahuwandu (1. Long pole 2. Tall, strong person). Idandaringo repwere: that child is much too big for his age.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza |chinjirudza mabviro]
Nyukura kubva ku "https://sn.wikipedia.org/w/index.php?title=Mukomana&oldid=77703"
Mupanguro:

[8]ページ先頭

©2009-2025 Movatter.jp