Movatterモバイル変換


[0]ホーム

URL:


Svetuka kuchirochemo
Wikipedia
Tsvaga

Mugwagwa

Kubva Wikipedia

Mugwagwa (road in English) zvinoreva ndima yakagadzirwa kutimuchovha inge ichifamba napo.

Kunonzi mugwagwa une chikamu chakareba chakatwasuka ndiwo unobva kuChegutu kuenda kuKadoma.

Mazwi eBantu

[chinjirudza |chinjirudza mabviro]
  • Lenje inotimukwakwa (road, main road, path) kurevamugwagwa. Tonga inotimukwakwa kanamugwagwa (n. a road) vachirevamugwagwa.
  • Nyungwe inotimseu kanamiseu (n. street) kureva nzira.Makua inotiepiro (n. road) kurevamugwagwa.
  • Zigula inoti mkumbi kana mikumbi pakuwanda (broad road) kurevamugwagwa.
  • Kikongo inotimanene (n. highway, highroad, much used path) zvichirevamugwagwa.
Nyukura kubva ku "https://sn.wikipedia.org/w/index.php?title=Mugwagwa&oldid=93931"
Mupanguro:

[8]ページ先頭

©2009-2025 Movatter.jp