Movatterモバイル変換


[0]ホーム

URL:


Svetuka kuchirochemo
Wikipedia
Tsvaga

Mubhedha

Kubva Wikipedia

Mubhedha (Chingezi: bed) kanauriri zvinoreva mudziyo wakagadzirirwa kuti munhu ange achirara pamusoro pawo. mubhedha unogadzirwa uine hwaro hwesimbi kana mapuranga, pamusoro pawo painenhovo yakagadzirwa yakapfava kuitira kuti kana munhu arara usadzamira.

Vamwe vatauri vanotihuriri kureva mubhedha.

Zvirevo

[chinjirudza |chinjirudza mabviro]
  • Pakukutu hapaurayi. Rough accommodation won't kill you.

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza |chinjirudza mabviro]
Nyukura kubva ku "https://sn.wikipedia.org/w/index.php?title=Mubhedha&oldid=92445"
Mipanguro:

[8]ページ先頭

©2009-2025 Movatter.jp