Movatterモバイル変換


[0]ホーム

URL:


Svetuka kuchirochemo
Wikipedia
Tsvaga

Mubatanidzwa weNyika Pasirose

Kubva Wikipedia
Mubatanidzwa weNyika Pasirose , Geneva, Switzerland

Sangano reMubatanidzwa weNyika Pasirose (nechirungu United Nations)(MNP-UN) isangano rinokotsvanidza nyika dziri pasirose; sangano iri rakaumbwa mugore 1945 zvichitevera kupera kweHondo yePasirose yeChipiri. Sangano iri rine zvinangwa zvina zvinoti:

  • Kukurudzira kuwadzana pakati pemarudzi nenyika pasirose.
  • Kubatsira marudzi nenyika kushanda pamwechete nechinangwa chokupedza:hurombo;nzara;zvirwere; nekusadzidza, uye kururudzira kuremekedzana pakati pemarudzi nevanhu panhau dzine chokuita nekodzero dzevanhu nerusununguko rwevanhu.
  • Kuva muzinda unoringanisa nokuyananisa mabasa anoitwa nemarudzi nenyika kuti vakunde pazvinangwa zviri pamusoro izvi.


Muzinda weUnited Nations uri ku[[

.

Nyukura kubva ku "https://sn.wikipedia.org/w/index.php?title=Mubatanidzwa_weNyika_Pasirose&oldid=110535"
Mupanguro:

[8]ページ先頭

©2009-2026 Movatter.jp