Mhou yemombe
Maturusi
Chikumbi
Tsikisa/endesazhe
Mumimwe mwishumo

Takatarisana nemombemhou (adult female cow with 1-2 calves) zvinorevamombe hadzi yakabereka mhuru. Kana mombe hadzi isati yabereka inonzitsiru.
Mhou inokamwamukaka panguva yokunge iine mhuru. Kana pachinge pasinamadhonza kana kutingavi, mhou dzinokwanisa kubopwa pajoki kuitirakurima.