Movatterモバイル変換


[0]ホーム

URL:


Svetuka kuchirochemo
Wikipedia
Tsvaga

Kuba

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuMbavha)

Kuba zvinoreva kutora chinhu chisiri chako nechinangwa chokushandisa kunge chako uye pasina chinangwa chozodzosera mwene wacho.

Tsotsi kana kutimbavha zvinoreva munhu anoita mabasa ekuba. Vamwe vatauri vechimanje-maje vanongotivakomana kureva iwo matsotsi. Kuba zvinoreva kutora chinhu chisiri chako usina urongwa hwekuzivisa muridzi wacho kuti watora uye usina urongwa hwekudzosera.

  • Matsviture (Sneak thief who steals anything he finds lying about) - apa kureva mbavha inoverera ichiba chero chayawana pamusha.
  • Makonya zvinoreva munhu anofurira vamwe kuita tsika kana mabasa akaipa -bad influence.
  • Kuboya kanakubodza,kuboza,kubozha (find by chance) zvinoreva kuwana kana kunhonga chinhu usiri kuzvitarisira.Kuboya hakuzi kuba. Ipapa panobva mazwi anotibozho, uyebodzo.
  • Muronda (Watchman, security guard) zvinoreva munhu ane basa rekuchengeta nzvimbo achidzivirira umbavha. Vatauri veChewa vanotimulonda.
  • Kupinga (to trap thives by putting intoxicating substance in food they are likely to steal) apa kureva kuteya mbavha nokuisa mushonga unodhaka kana kukora muchikafu chingangobiwa nembavha.
  • Kubinya (cheat, defraud). Anoita izvi anonzimubinyi, chiito chinonzimubinyo.
  • Mubinyi (Fraud. Cheat).
  • Mubinyo (Fraud or cheating - act, or habit of).
  • Nharirire (sentinel).
  • Kubvuta (to snatch, to sieze).Kubvutwa kanakubvukwa.
  • Kuchakatwa kanakupambwa (to be looted) iri rinotaurwa kuChiNdau. (Isaiah 13:16,Bhaibheri reChiNdau)

Tsika

[chinjirudza |chinjirudza mabviro]
  • Mirairo gumi yaMwari ine mumwe unotiUsaba.
  • Chikwene kanachinanga (Distinguishing mark. 2. Mutilation to mark thief) zvinoreva vanga rainyorwa pambavha kana vamwe vainge vapara mhosva.
  • Kumberereka (Wander aimlessly). kana kutimhaira zvinoreva kungofamba uchitenderera panzvimbo zvisina chinangwa. Handidi kuti vana vamberereke kana vaburuka mubhazi: I do not want the children wandering about after getting off the bus.
  • Abraham wakagunun'unira Abimelech ngendaa yechinyuka chemvura, icho chaiyachabvukwa ngesimba ngevaranda vaAbhimerekhi. (Genesis 21:25Bhaibheri reChiNdau).

Tsumo

[chinjirudza |chinjirudza mabviro]

Mitauro yeBantu

[chinjirudza |chinjirudza mabviro]
Nyukura kubva ku "https://sn.wikipedia.org/w/index.php?title=Kuba&oldid=106313"
Mipanguro:

[8]ページ先頭

©2009-2025 Movatter.jp