Movatterモバイル変換


[0]ホーム

URL:


Svetuka kuchirochemo
Wikipedia
Tsvaga

Zamu

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuMazamu)
Mazamu emukadzi

Muchidzidzochezvipenyu,mazamu inhengo dziri padundundu revakadzi dzinogadzira mukaka mushure mokunge mwana azvarwa. Mazamu anetsatsadzi dzinotora chikafu chiri muropa raamai dzichigadzira mukaka wemwana.

Mutsika dzemarudzi mazhinji mazamu anowonekwa sezvishongo zvinoyevedza pamuviri wemukadzi. Kunyika dziri kuEurope mamwe madzimai anotora mari zhinji kuenda kunovandudza chimiro chemazamu avo kuti ave anoyevedza zvichienderana nemaonero avo.

  • Matyaka,dombwe,madombwe kanamanhombwe (First beestings; colostrum) zvinoreva mukaka unotanga kubuda kana mwana azvarwa une ruvara rwakaitayellow.
  • Nyatso,munyatso kanashungu (nipple, teat).
  • Izwi rokutinyasa (splatter or spray some liquid) rinotaurwa kuKalanga richireva kumwaya mvura kana chime chakaita semvura. Zvichida izwi iri rinokwanisa kuturikira chinonzisecrete kuEnglish.
Matyaka emunhu nemukaka wemunhu.
Kuruboshwe matyaka akasvinwa pazuva rechina (4) rekuzvara. mukaka wakasvinwa pazuva rechinomwe

.

Tsumo

[chinjirudza |chinjirudza mabviro]
  • Chidamoyo zamu kumera pambabvu. Zvinoreva kuti munhu anoita zvaanoda kana zvaanenge afunga haafanirwi kuzorwadziwa nazvo nekuti ndizvo zvaanga achida.
  • Ko kutichigagairwa chemhandara zvinorevei?

Mitauro yeBantu

[chinjirudza |chinjirudza mabviro]
Nyukura kubva ku "https://sn.wikipedia.org/w/index.php?title=Zamu&oldid=104005"
Mupanguro:

[8]ページ先頭

©2009-2025 Movatter.jp