Movatterモバイル変換


[0]ホーム

URL:


Svetuka kuchirochemo
Wikipedia
Tsvaga

Matsutso

Kubva Wikipedia
Tempereti zoni ye Maodzanyemba
Mwaka we Astronomical23 Gunyana – 22 Zvitaa
Mwaka we Meteorological1 Gunyana – 30 Mbudzi
Mwaka we Solar (Celtic)1 Nyamavhuvhu – 31 Gumiguru
Tempereti zoni ye Chamhembe
Mwaka we Astronomical21 Kurume – 21 Chikumi
Mwaka we Meteorological1 Kurume – 31 Chikunguru
Mwaka we Solar (Celtic)1 Kukadzi – 30 Kubvumbi

Matsutso (Autumn) kanamasutso apa kureva nguva inopera mwaka wekunaya kwemvura apo zvirimwa zvinenge zvosvika kuti zvichikohwewa. Vamwe vatauri veChiKorekore vanotimapehwe.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza |chinjirudza mabviro]
  • VaWanga vanotilisutsa kanaisutsa (green vegetable, found growing wild) kureva mhando yemuriwo unowanikwa musango.
  • VaWanga vanotiobukondo bwelisutsa (green colour) kureva ruvara rwegreen.
  • VaWanga vanotiobukondo (likeness, colour, shape).
  • VaVenda vanotivhudala (n. green).VaLozi vanotibutala (n. greenness. green colour).

Mamwe mapeji ekutarisa

[chinjirudza |chinjirudza mabviro]
Nyukura kubva ku "https://sn.wikipedia.org/w/index.php?title=Matsutso&oldid=89920"
Mipanguro:

[8]ページ先頭

©2009-2026 Movatter.jp