Manyika
Maturusi
Chikumbi
Tsikisa/endesazhe
Mumimwe mwishumo
Chimanyika ibazi remutauro weChiShona. Chinotaurwa kumabvazuva kwenyika yeZimbabwe mudunhu reManicaland. Guta guru riri mudunhu iri rinonziMutare. Chinhu chikuru chakanyanya kusiyana pakati peChiManyika nemamwe mapazi emutauro weChiShona matauriro (pronounciation) uye nekuti muAlphabeti yeChiManyika haina -no- uye -va-. Sekuti pese panoiswa "no" mune mamwe mapazi echi Shona panoiswa "ngo" se muyenzaniso;
Ndinoda vanoti NdingodaIno mhanya vanoti ingo mhanya, zvichingo daro
Semuyenzaniso
ChiManyika chino patsanurwawo mune mamwe mapazi anoti chiNdau, ChiMaungwe, ChiBocha neChiManyika.