Makua kanaMakhuwa mutauro unowanikwa kuMozambique uri mugola remitauro yeBantu.
- Makua inotiikuo (cloth, clothes), VaShona vachitinguo.
- Makua inotimakura (oil, fat), VaShona vachitimafuta.
- Makua inotiikoma (drum), VaShona vachitingoma.
- Makua inotimtu (a person), VaShona vachitimunhu.
- Makua inotimshamiro (pillow), VaShona vachitimutsamiro.
- Makua inotiulili (bedstead), VaShona vachitiuriri.
- Makua inotiinui (bee), VaShona vachitinyuchi.
- Makua inotimtembo (bier), VaShona vachitihwanyadza. Kune izwi rokutikutembedzana.
- Makua inotiuwawa (bitterness), VaShona vachitikuvava.
- Makua inotimapele (breasts), VaShona vachitimazamu.
- Makua inotimakala (coal, charcoal, cinders), VaShona vachitimakara.
- Makua inotimwene kana mamwene (chief, king), VaShona vachitiishe.
- Makua inotintoche (cotton), VaShona vachitidonje.
- Makua inotiimwene (dominion, kingdom), VaShona vachitihushe – kana musha.
- Makua inotimavi (excrement), VaShona vachititsvina.
- Makua inotimoro (fire), VaShona vachitimoto.
- Makua inotiinama (flesh), VaShona vachitinyama.
- Makua inotiituva (flower), VaShona vachitiruva.
- Makua inotinyao (foot), VaShona vachititsoka kananyawo.
- Makua inotiMluku (God), VaShona vachitiMwari.
- Makua inotiindarama (gold), VaShona vachitindarama.
- Makua inotimpira (rubber), VaShona vachitimupira.
- Makua inotimrima (heart, mind, soul), VaShona vachitihana kanapfungwa.
- Makua inotimanyi (mother), VaShona vachitiamai.
- Makua inotisingano (needle), VaShona vachititsingano.
- Makua inotiikwari (partridge), VaShona vachitichikwari.
- Makua inotinchia (pigeon), VaShona vachitinjiva.
- Makua inotichinji (many), kurevazhinji.
- Makua inotiikuluwe (pig), VaShona vachitinguruve.
- Makua inotiimbeyu (plant), VaShona vachitidzinde.
- Makua inotimwenene (owner, possesor), VaShona vachitimwene.
- Makua inotimhaku (property, possessions, riches), VaShona vachitipfuma.
- Makua inotimtumba (pumpkins – when used to carry liquids). VaShona vane izwi rokutimutumba.
- Makua inotimkoi (rope). Kune zita remhuri reShona rinonziMukoyi.
- Makua inotimbeyu (seed), VaShona vachitimbeu.
- Makua inotimlamu (brother-in-law; sister-in-law), VaShona vachitimuramu.
- Makua inotinchipo (song), VaShona vachitichimbo kanarwiyo.
- Makua inotimleto (stranger), VaShona vachitivarwendo.
- Makua inotimtoti (tailor), VaShona vachitinguo.
- Makua inotinlimi (tongue), VaShona vachitirurimi.
- Makua inotinchiya kanamachiya (turtle dove), VaShona vachitinjiva.
- Makua inotimkwiri (witch), VaShona vachitimuroyi.
- Makua inotimchinga (beehive), VaShona vachitimukoko.
- Makua inotiinkala (crab), VaShona vachitigakanje.
- Makua inotintia kana matia (lake), VaShona vachitinyanza.
- Makua inotikaramu (lion), VaShona vachitishumba.
- Makua inotimkate (bread), VaShona vachitichingwa.
- Makua inotimakova (husk), VaShona vachitibutu.
- Makua inotiichipara (Mould).
- Makua inotiirungu (phantom), VaShona vachitichipoko.
- Makua inotimashi (sap, juice).
- Makua inotimhava (sand), VaShona vachitijecha.
- Makua inotimaronda (trade), VaShona vachitihushavi.
- Makua inotikapa (tortoise), VaShona vachitihamba.
- Makua inotimhina (inside, within), VaShona vachitimukati kanakukati.
- Makua inotichinene (abundantly).
- Makua inotiulela (train up), VaShona vachitikurera mwana.
[1][2]
- ↑"Archive copy". Archived fromthe original on 2021-04-23. Retrieved 2018-08-26.
- ↑https://openaccess.leidenuniv.nl/bitstream/handle/1887/13845/Chapter%202.pdf?sequence=5