Movatterモバイル変換


[0]ホーム

URL:


Svetuka kuchirochemo
Wikipedia
Tsvaga

Madunhurirwa

Kubva Wikipedia

Madunhurirwa (Nickname, Exaggeration in speech) zvinoreva kutaura kwekupembedza kunowedzeredza nezvisipo. Kutaura ukun kungava mukudetemba kana muzita rinopihwa munhu. Sokuti munhu anokwanisa kunziKilimanjaro nokuti anozvuva zvibhakera asi iye asingasvike pakugona kurwa saKilimanjaro wembiri.

Vamwe vatauri vanotizita musere - apa kureva nickname (friendly) - iyi inganzizwepetname.

Nyukura kubva ku "https://sn.wikipedia.org/w/index.php?title=Madunhurirwa&oldid=34749"
Mupanguro:

[8]ページ先頭

©2009-2025 Movatter.jp