Movatterモバイル変換


[0]ホーム

URL:


Svetuka kuchirochemo
Wikipedia
Tsvaga

Mabiko

Kubva Wikipedia

Mabiko (feast, banquet) zvinoreva mhemberero inoitwa painezvidyo.

Mhando dzeMabiko

[chinjirudza |chinjirudza mabviro]

Kunemabiko emuchato,mabiko ekuzvarwa,mabiko erusununguko,mabiko ekugadzwa zvichingodaro.

  • Dhiri (banquet, celebration) apa kureva mabiko zvichitaurwa kuChiNdau.
  • dhiri (ideophone of coming together at one place). Vanhu vose voruwa vakati dhiri kumutengo wesero: all the people of the distriet have floeked to the sale.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza |chinjirudza mabviro]
  • VaBemba vanotimalila (feast).
  • MaZulu vanotidili kanaamadili (1. Feast, festival; large dinner-party).
  • MaZulu vanotidili kanaamadili (2. Large gathering of people; multitude of things; abundance of food).
        • thus not true*** Ask the Zulus please
Nyukura kubva ku "https://sn.wikipedia.org/w/index.php?title=Mabiko&oldid=75760"
Mupanguro:

[8]ページ先頭

©2009-2025 Movatter.jp