Movatterモバイル変換


[0]ホーム

URL:


Svetuka kuchirochemo
Wikipedia
Tsvaga

Komori

Kubva Wikipedia
Union des ComoresUdzima wa Komoriجزر القمرĞuzur al-QamarComoros
National motto: Unité - Justice - Progrès

Komori (kurevaComoros; Umoja wa Komori) kanaKomorosi, inyika iri muziwumbe reAfurika, pachihofisi inonziMubatanidzwa we Komori, inyika yakazvimirira yakasikwa nokuungana kwe zvituswa zvitatu kuchamhembechemabvazuva e Afurika, yakagadzikwa kumaodzeranyemba ekwekuguma kweMuronga we Mozambiki uri muGungwa re India.

Gutaguru rayo iMoroni kumaodzanyembaemadokero,Mazambuko irikumadokero, uyeSeisherisi irikumaodzanyembaemabvazuva.

Huwandu hwe vagari vanotenda chinamato cheUyisalama wechiSuni. Semembha we Ligi ye Vuarabhu, ndiyo bedzi nyika chiArabhu iri kumburungwagama rekuChamhembe.

Rusununguko rwayo rwakavuya muna 6 juillet 1975. Muvuso wemembha yeMubatanidzwa we Afurika,Sangano ye Internationale de la Francophonie,Sangano ye Kooperesheni ye Ruyisalama, uyeKomisheni ye Gungwa re India.

Ine mitauro mitatu ye chihofisi:Chikomori-ngazidja,Chifurenji uyeChiarabhu.

Vanhu vekuKomori vanonziVakomori uye munhu mumwechete anonziMukomori/Mkomori.

v · d · m
Afurika
Afurika ChamhembeAngolaArujeriyaBheniniBhurukina FasoChadhiEriteriyaEswatiniGabhoniGambiaGhanaGhiniGhini-VisawuGhini YomutsazanisiIjipitaItopiyaJibhutiKabho VheriteKameruniKenyaKomoriKote Dhi VhwaMaariMalawiMatagadzikwaMazambukoMorishasiMoritaniMorokoNaijeriyaNamibhiyaNayizheRibheriyaRibhiyaRudhende rwe Afurika YepakatiRudhende rwe VukongoRwandaSao Tome ne PurinzipeSenegariSeyisheriSiera-LeyoniSomariyaSudhaniSudhani ChamhembeTanzaniaTogoTunisiaUtemabanze we Rudhende rwe VukongoVugandaVurundiVusutuVutswanaZambiaZimbabwe

Utemabanze we Rudhende rweVuarabhu rweSaharawiSomarirandi

Mavuso anozivikanwa zvishoma

(Speini)Canary Islands /Ceuta /Melilla • (Putugaro)Madeira • (Furanzi)Mayotte /Réunion • (United Kingdom)Saint Helena /Ascension Island /Tristan da CunhaSahara ye Madokero

Zvisi ne Materitori ekunze
Nyukura kubva ku "https://sn.wikipedia.org/w/index.php?title=Komori&oldid=104425"
Mipanguro:

[8]ページ先頭

©2009-2025 Movatter.jp