Movatterモバイル変換


[0]ホーム

URL:


Svetuka kuchirochemo
Wikipedia
Tsvaga

Kenya

Kubva Wikipedia
Jamhuri Ya Kenya
National motto: Harambee

Kenya pachihofisi ichinziRudhende rwe Kenya (Swa:Jamhuri ya Kenya), inyika yakagadzikwa kumabvazuva eAfurika. Gutaguru rayo rinonziNairobhi. Kenya yakaganhurana neSudhani Chemhembe kumaodzanyembaemadokero,Itopiya kumaodzanyemba,Somariya kumabvazuva,Vuganda kumadokero,Tanzania kuchamhembe, uyeGungwa re India kuchamhembechemabvazuva.

Vanhu vekuKenya vanonziVakenya uye munhu mumwechete anonziMukenya/Mkenya.

Mitauro ye Chibantu

[chinjirudza |chinjirudza mabviro]
  • VaZigula vanotikenya (beyond; inland - from the coast).


v · d · m
Afurika
Afurika ChamhembeAngolaArujeriyaBheniniBhurukina FasoChadhiEriteriyaEswatiniGabhoniGambiaGhanaGhiniGhini-VisawuGhini YomutsazanisiIjipitaItopiyaJibhutiKabho VheriteKameruniKenyaKomoriKote Dhi VhwaMaariMalawiMatagadzikwaMazambukoMorishasiMoritaniMorokoNaijeriyaNamibhiyaNayizheRibheriyaRibhiyaRudhende rwe Afurika YepakatiRudhende rwe VukongoRwandaSao Tome ne PurinzipeSenegariSeyisheriSiera-LeyoniSomariyaSudhaniSudhani ChamhembeTanzaniaTogoTunisiaUtemabanze we Rudhende rwe VukongoVugandaVurundiVusutuVutswanaZambiaZimbabwe

Utemabanze we Rudhende rweVuarabhu rweSaharawiSomarirandi

Mavuso anozivikanwa zvishoma

(Speini)Canary Islands /Ceuta /Melilla • (Putugaro)Madeira • (Furanzi)Mayotte /Réunion • (United Kingdom)Saint Helena /Ascension Island /Tristan da CunhaSahara ye Madokero

Zvisi ne Materitori ekunze
Nyukura kubva ku "https://sn.wikipedia.org/w/index.php?title=Kenya&oldid=102090"
Mipanguro:

[8]ページ先頭

©2009-2026 Movatter.jp