Movatterモバイル変換


[0]ホーム

URL:


Svetuka kuchirochemo
Wikipedia
Tsvaga

Kabho Vherite

Kubva Wikipedia
República de Cabo VerdeCape Verde
National motto: Unidade, Trabalho, Progresso

Kabho Vherite (kurevaCabo Verde; Cape Verde;Chikabhovheti;Repúblika di Kabu Verdi;Put:República de Cabo Verde) kanaKepu-Vhedhi pachihofisi ichinziRudhende rwe Kabho Vherite, inyika uyegururundu nechitsuwa chiri pakati peGungwa re Atlandiki, rinosanganisa zvikwatamabwe zvikumi zvezvitsuwa nerusanganiso rwe ruwa rwechisi runotora chifungidzirwa che 4,033 skweya makiromita (1,557sk mi). Zvituswa izvi zvakagadzikwa pakati pe makiromitamazanamatanhatu (600) nemazanamasere ne makumimashanu (850)mazanamatatu ne makumimairi (320) nemazanamana ne makumimatanhatu (460) yemitanho minawuti kumadokero rweKapu-vheti (kurevaCap-Vert), kumadokeri-dokeri e ruziwumbe rwe Afurika. Zvitsuwa zve Kabho Vherite zvinoumba zvikamu zvenhunduchisi dzeMakoronesi we (kurevaMacaronesia ecoregion), pamwe neAdzoresi,Zvitsuwa zve Kanari,Madheira uyeZvitsuwa zve Savheji .

Vanhu vekuKabho Vherite vanonziVakabhovheriti uye munhu mumwechete anonziMukabhovheriti/Mkabhovheriti.




v · d · m
Afurika
Afurika ChamhembeAngolaArujeriyaBheniniBhurukina FasoChadhiEriteriyaEswatiniGabhoniGambiaGhanaGhiniGhini-VisawuGhini YomutsazanisiIjipitaItopiyaJibhutiKabho VheriteKameruniKenyaKomoriKote Dhi VhwaMaariMalawiMatagadzikwaMazambukoMorishasiMoritaniMorokoNaijeriyaNamibhiyaNayizheRibheriyaRibhiyaRudhende rwe Afurika YepakatiRudhende rwe VukongoRwandaSao Tome ne PurinzipeSenegariSeyisheriSiera-LeyoniSomariyaSudhaniSudhani ChamhembeTanzaniaTogoTunisiaUtemabanze we Rudhende rwe VukongoVugandaVurundiVusutuVutswanaZambiaZimbabwe

Utemabanze we Rudhende rweVuarabhu rweSaharawiSomarirandi

Mavuso anozivikanwa zvishoma

(Speini)Canary Islands /Ceuta /Melilla • (Putugaro)Madeira • (Furanzi)Mayotte /Réunion • (United Kingdom)Saint Helena /Ascension Island /Tristan da CunhaSahara ye Madokero

Zvisi ne Materitori ekunze
Nyukura kubva ku "https://sn.wikipedia.org/w/index.php?title=Kabho_Vherite&oldid=102088"
Mipanguro:

[8]ページ先頭

©2009-2026 Movatter.jp