Movatterモバイル変換


[0]ホーム

URL:


Svetuka kuchirochemo
Wikipedia
Tsvaga

Jojiya

Kubva Wikipedia
GeorgiaსაქართველოSakartvelo
Rwiyo: თავისუფლება, "Dzala Ertobashia/Strength is in Unity"

Jojya (nge.Georgia;Chijojya: საქართველო, Sakartvelo) kanaJojiya, inyika iri kumasanganzira eMabvirazuva e Yuropu neMadokeri e Ezhiya. Chikamu cheKaukasi ye Chamhembe, yakabhaundwa neBhahari Tema kumadokero,Rhashiya kumaodzanyemba uye mabvazuva,Turuki kuchamhembechemadokero,Arumeniya kuchamhembe, uyeAzeribhaijani kuchamhembechemabvazuva. Inyika inofukidza ruwa runotora 69,700 skweya makiromita (26,900sk mi), uye inehuwandu hwe vanhu hwunosvika 3.7 miryoni. Gutaguru uye gura rihombe rayo iTbilisi, kumba kwe vutatu hwe huwandu hweVajojiya.

Mtungamiriwenyika wayo ndi: VaSalome Zurabishvili.












Yuropu

Andora ·Arubhaniya ·Arumeniya ·Azeribhaijani ·Bherarusi ·Bherujyamu ·Bhoziniya ne Herizegovhina ·Bhuritani ·Bhurugariya ·Cheki ·Dhanemaki ·Estonia ·Furanzi ·Holandi ·Hlovhakiya ·Hlovheniya ·Hungariya ·Itari ·Jojiya ·Jerumani ·Kazakhistani ·Kurohesha ·Maruta ·Masedhoniya Maodzanyemba ·Monako ·Monthenegiro ·Morudhovha ·Musande Marino ·Noruweyi ·Ostiriya ·Polandi ·Putugaro ·Rakisombhegi ·Rativhiya ·Rhashiya ·Rishenistayini ·Ritwaniya ·Romania ·Saipurasi ·Serubhiya ·Speini ·Swidheni ·Turuki ·Vhatikani ·Vugiriki ·Vufini ·Vukireni ·Vusvwisi ·Yerelendi ·Yisirandi

Nyukura kubva ku "https://sn.wikipedia.org/w/index.php?title=Jojiya&oldid=98978"
Mipanguro:

[8]ページ先頭

©2009-2025 Movatter.jp