Movatterモバイル変換


[0]ホーム

URL:


Svetuka kuchirochemo
Wikipedia
Tsvaga

Japani

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuJapan)
Japan日本国
Rwiyo: Kimigayo, "君が代"

Japan (Chijapani: 日本,Nippon kanaNihon, uye sepachihofisi 日本国,Nihonkoku) chitsuwa chenyika chinowanikwa kuMabvazuva eEzhiya. Yakagadzikwa kumaodzanyembaemadokero eGungwa re Pasifiki uye kumadokero rinoganhurwa neBhahari re Japani, rinotandanudzwa kubva kuBhahari re Okhotsuki kusvika kumaodzanyemba eBhahari reMabvazuva eChayina,Bhahari re Vufiripini, uyeTaiwani kuchamhembe. Japani chikamu cheChindori we Moto uye rinegurutsuwa rwe zvitsuwa zvi-14,125, zvitsuwa zvikuru zvayo iHokaidho,Honshu (kureva "tsuwahuru"),Shikoku,Kyushu, neOkinawa.

Gutaguru rayo iTokyo, richitevera neYokohama,Osaka,Nagoya,Saporo,Fukuoka,Kobhe, neKyoto. Japani ine miganhu neChayina,Koriya Maodzanyemba,Koriya Chamhembe,Rhashiya neTaiwani.

Japani inotongwa nehwami wayo, parizvino hwami wayo ndiVaNaruhito.

Nyukura kubva ku "https://sn.wikipedia.org/w/index.php?title=Japani&oldid=109136"
Mipanguro:

[8]ページ先頭

©2009-2025 Movatter.jp