Movatterモバイル変換


[0]ホーム

URL:


Svetuka kuchirochemo
Wikipedia
Tsvaga

Itari

Kubva Wikipedia
Italian RepublicRepubblica italiana
Rwiyo: Il Canto degli Italiani, "The Song of the Italians"

Itari (kurevaItaly;Chiitari:Italia; Repubblica Italiana) pamwe futiItali, inyika iri muYuropu, pachihofisi inonziRudhende rwe Itari kanaRudhende rwe Vaitari, inyika inosanganisa peninsula yakadelimitwa neMaarupi uye zvitsuwa zvakawanda zvakayipoteredza; chisi chayo inosanganisa chisi chetaranyika ihomojinasi. Itari yakagadziwa pakati peBhahari re Medhiteraniya, muChamhembe che Yuropu; inoonekwa sechikamu cheMadokero e Yuropu. Inofukidza hwerengo we ruwa unosvika 301,230km2 (116,310sk mi) uye rinogova muganhu waro neFuranzi,Vusvwisi,Awustiriya,Hlovheniya uye ma-enclaved microstates eGuta Vhatikani neSani Marino. Itari ine exclave e uteritori muVusvwisi, Kampione (kurevaCampione). Ine vagari vanosviga 60 miriyoni, Itari iri pachinzvimbo chechitatu pama muvuso weMubatanidzwa we Yuropu.

Gutaguru racho iRhomu.

Colosseum, Rome, built c. 70 – 80 AD,


Yuropu

Andora ·Arubhaniya ·Arumeniya ·Azeribhaijani ·Bherarusi ·Bherujyamu ·Bhoziniya ne Herizegovhina ·Bhuritani ·Bhurugariya ·Cheki ·Dhanemaki ·Estonia ·Furanzi ·Holandi ·Hlovhakiya ·Hlovheniya ·Hungariya ·Itari ·Jojiya ·Jerumani ·Kazakhistani ·Kurohesha ·Maruta ·Masedhoniya Maodzanyemba ·Monako ·Monthenegiro ·Morudhovha ·Musande Marino ·Noruweyi ·Ostiriya ·Polandi ·Putugaro ·Rakisombhegi ·Rativhiya ·Rhashiya ·Rishenistayini ·Ritwaniya ·Romania ·Saipurasi ·Serubhiya ·Speini ·Swidheni ·Turuki ·Vhatikani ·Vugiriki ·Vufini ·Vukireni ·Vusvwisi ·Yerelendi ·Yisirandi

Nyukura kubva ku "https://sn.wikipedia.org/w/index.php?title=Itari&oldid=111607"
Mipanguro:

[8]ページ先頭

©2009-2025 Movatter.jp