Movatterモバイル変換


[0]ホーム

URL:


Svetuka kuchirochemo
Wikipedia
Tsvaga

Iraki

Kubva Wikipedia
Republic of Iraqجمهورية العـراق
Rwiyo: موطني, "My Homeland"

Iraki (kurevaIraq, muChiarabhu: العراق‎ al-‘Irāq) pachihofisi ichinziRudhende rwe Iraki, inyika iri kuEzhiya ye Madokero. Yakaganhurana neSaudhi Arabhiya kuchamhembe kwayo,Turuki kumaodzanyemba,Irani kumabvazuva,Gahwi re Perusiya neKuwaiti kuchamhembechemabvazuva ayo,Jorodhani kuchamhembechemadokero uyeSiriya kumadokero. Gutaguru rayo iBhaghadhadhi, vanhu veko vanonziVairaki kana Mairaki pahuwandu uye Mwiraki paushoma. Mutauro wechihofisi ndeChiarabhu.


Ezhiya

Afughanistani ·Arumeniya ·Azeribhaijani ·Bhahareyini ·Bhangaladhesha ·Bhuruma ·Bhurunei ·Bhutani ·Chayina ·India ·Indonezha ·Irani ·Iraki ·Isiraeri ·Istimuri ·Japani ·Jojiya ·Jorodhani ·Kambodhiya ·Kazakhistani ·Kerigistani ·Koriya Chamhembe ·Koriya Maodzanyemba ·Kuwayiti ·Morudhivhi ·Mongoriya ·Neparu ·Omani ·Pakistani ·Kataa ·Raosi ·Rebhanoni ·Rhashiya ·Saipurasi ·Saudhi Arabhiya ·Sin'apowo ·Sri Lanka ·Siriya ·Tajikistani ·Turuki ·Turukimenistani ·Mubatanidzwa weMaamire eUarabhu ·Uzibhekistani ·Vhiyetinamu ·Vufiripina ·Vumalayi ·Vuthayi ·Yemeni

Nyukura kubva ku "https://sn.wikipedia.org/w/index.php?title=Iraki&oldid=112060"
Mipanguro:

[8]ページ先頭

©2009-2026 Movatter.jp