Movatterモバイル変換


[0]ホーム

URL:


Svetuka kuchirochemo
Wikipedia
Tsvaga

Igo

Kubva Wikipedia

Igo (kurevawasp) kanago, kapembenene kane mumhu nechimiro chinenge chenyuchi. Kunonzi tupembenene twose tunodya zvirimwa tune rudzi rwemago anotudya sechikafu - izvi zvinoreva kuti mago akakosha pakudzivisa kuwanda kwetupembenene. Kune dzimwe nyika seUSA mago ava kushandiswa saizvozvi sezvikara zvinodya tupembenene tunoparadzazvirimwa.

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza |chinjirudza mabviro]
Nyukura kubva ku "https://sn.wikipedia.org/w/index.php?title=Igo&oldid=105231"
Mupanguro:

[8]ページ先頭

©2009-2025 Movatter.jp